O Level Revision : Shona - Zvidudziramazita - Chipauro
Chipauro iri izwi rinotsanangudza zita, richipaura zita kubva mune mamwe akawanda. Saka chipauro chinoita basa rekusiyanisa zita rechinhu pane mamwe nenzira dzaka siyana siyana.
Chipauro
Iri izwi rinotsanangudza zita, richipaura zita kubva mune mamwe akawanda. Sokuti:
(i) Chingwa chichena (Chingwa chichena chapatsanurwa kubva kune chimwe chisiri chichena) (ii) Munda murefu (Munda murefu wapaurwa kubva kune isiri mirefu)
|
Mhando dzezvipauro |
|
|
|
(i) Zveruvara tsvuku; tema; chena (iii) Zvemhumhu refu; pfupi; huru; diki |
(ii) (iv) |
Zvemanhamba mbiri; nhatu; ina Zveuwandu zhinji; shoma |
Maumbirwo echipauro
|
|
Chivakashure chechipauro |
+ |
dzitsi rechipauro |
|
murefu |
mu- |
+ |
-refu |
|
chikuru |
chi- |
+ |
-kuru |
|
guru |
(ri-) |
+ |
-kuru |
What's Your Reaction?