Zadzisa mitsetse inotevera samataurire edu

-
Mutambanengwe paakashaiwa mhuka yokuuraya akati -----

Kana munhu apinda mudambudziko guru anoti -----

Verenga nyaya iyi ugopindura mibvunzo inotevera
Sekuru vangu vakandiwanikidza ndichisuka ndiro.Vakaoma zvavo mbabvu nekuseka.Ndakavabvunza chavaiseka ivo vakati,'Ndiri kuseka iwe muzukuru uri kuita basa rechikadzi.Ndiro hadzisukwi navarume.'
Ndakamboda kupikisana navo asi ndakazoona kuti ndakanga ndiri kutambisa nguva.Kwandaiita kwaingova kuvaraidza zuva kuteya nzou neriva.Ndakati kuzvigona kusoma muromo wangu ndichiteya nzeve ivo vachidorogodza.Ndakaziva kuti mukuru uyu imhodzi pakutaura.Ainge munhu akatemerwa nyora parurimi.Vakanditsanangurira kuti pasichigare vakomana nevasikana vaiita mabasa akasiyana.Vasikana vaibatsira madzimai mabsasa emumba,ava vakomana vachitambira kumombe.Vasikana vaitswa mbesa,kudzikuya nokudzibika pachoto,pamwe chete nokurera vana,kuchera mvura nokutsvaka huni.Vakomana vaifudza mombe kumafuro,kukama mukaka pamwe chete nokunopambara musango uye kuraura hove mudzihova.Vose vaisangana kumunda.

Munyori wenyaya aiva chii?
Munyori wenyaya aiva chii?
-
Munyori ari kurevei paati sekuru vakaoma mbabvu nekuseka.

Munyaya iyi kuteya nzou neriva kudini?
Munyaya iyi kuteya nzou neriva kudini?
-
Munyori akaitei paakaona kuti sekuru vaisabvuma pfungwa dzake?

Sekuru vakanga vari munhu akaita sei?
Sekuru vakanga vari munhu akaita sei?
-
Nderipi basa ranzi nasekuru nderavanhurume?

Sei kupambara mumasango kwaitwa navanhurume?

Ibasa ripi ranzi nasekuru raitwa nevarume nevakadzi?

Dudzira dimikira rakanyora namavara MAKURU

Pandakanzwa shumba kurira NDAKAROHWA NEHANA

Muzukuru aiva AKATEVA NZEVE sekuru vachinotaura

Tasvika kumba vaenzi vamira negumbo rimwe

Sarudza mutsetse wakanyorwa zvakanaka pane yakapiwa

Mitsetse yokutanga..
Mitsetse yokutanga..
-
Mitsetse yepiri..
Mitsetse yepiri..
-
Mitsara yetatu..
Mitsara yetatu..
Pedzisa mitsetse iyi nenyaudzosingwi dzinokodzera

Ndaona nhengeni dzakatsvuka kuti----musango.

Rume rinokara rakapedza mukonde wese wesadza kuti ---riri roga

Chipatara chaiva chakati------kuzara nevarwere vemarariya.

Verenga ndima iyi ugopinura mibvunzo inotevera
Wakanga uri musi weChishanu, musi wechisi,apo dare rose raMambo Mudavanhu rakaungana senguva dsese.Machinda ose namakurukuta aungana,VaTugwete ,jinda guru ramambo,rakasimuka kuti risume nyaya yakanga yaunganirwa nedare.Murume akatanga abvisa makararwa pahuro asati ataura kuitira kuti zvaraizoyaura zvinyatsonzwika.
'Uh-m-m.Uh-m-m.Pamusoroi Changamire.Pamusoroi mese machinda edare.Nemiwo madzimbuya uko pamusoroi.Tadzokazve pano pamuchakata pataiva takaungana musi unouno.Nyaya dzatidzosa pano ndidzo dzakare dzomunhu mumwe chete,tsuuramoyo inoti kana ichirairwa inoisa zvitanda munzeve.Meso aVaTugwete akabva kuvanyarikani ndokuti dhe pane mumwe muchinda.'Simuka iwe.'Ainzaro ndiJeturo mwakomana waMbambaira uyo akanga agere pake ega nerusutu rwake rwemuto wenyemba.Kuzvida.Chaaizvidira chacho kariko kabasa keuhweta kaaita mune imwe hotera kuKwekwe.

Nyaya iyi yakaitika musi wechingani?
Nyaya iyi yakaitika musi wechingani?
-
Sei zuva rakasarudzwa kuita redare?
Sei zuva rakasarudzwa kuita redare?
-
.Zvinorevi kuti kusuma nyaya mundima?
.Zvinorevi kuti kusuma nyaya mundima?
-
.Sei VaTugwe vakatanga nokubvisa makararwa pahuro vasati vataura?

Ari kunzi Changamire ndiani mundima?
Ari kunzi Changamire ndiani mundima?
-
Munhu anonzi tsvuuramoyo akaita sei?
Munhu anonzi tsvuuramoyo akaita sei?
-
Nyaya iyi inotiudza kuti
Nyaya iyi inotiudza kuti
-
Munyaya iwe izwi rokuti dhe rinorevei?
Munyaya iwe izwi rokuti dhe rinorevei?
-
Sei sutu yaJeturo ichinzi yaiva yemuto wenyemba?

Sarudza izwi rakanaka kupedzisa mitsetse iyi

Sarudza izwi rinopikisana nerakanyorwa namavara makuru

Verenga nyaya inotevera ugopindura mibvunzo
Chegore iro varimi vekuNgomamowa vakabata nhamo tsvuku inenge ropa.Zvamunoona kudai kana nzara yakandwa pasi haiwiri vanhu chete.Apo chibage chakanga chatsvuka rebvu makudo akati akokana.Minda yakaparadzwa ikapfukudzwa zvinosirirsa.Kakasara kamire mumunda kaiva nemudzimu wako.Vaiti torwisana nawo vaitenge voda kurasira ura pagutsa.Aivarwisa kusvikira vabereka tsoka vakananga kumisha kundochengetedza upenyu.
Ave mauro,mapere aibva atungirawo.Tupuka twaisiwanikwa mumasango twainge twapera nenzara kana kuti twainge twatamira kunyika dzaiwanika bundo raituraramisa.Hondo yeusiku iyi ndiyo yainge yakaipisisa.Chinorwisa murima hachioneki.Yaive yokuti ararama ararama.Vanhu vaida kuraramisa upenyu hwavo nemaperewo achirwisa kuti azviraramise.

Vagari vemuNgomamowa vairarama neyi?
Vagari vemuNgomamowa vairarama neyi?
-
Zvinorevei kuti varimi vakabata nhamo tsvuku inenge ropa?

Imhuka dzipi dzairura masikati?
Imhuka dzipi dzairura masikati?
-
Zvinorevei kuti makudo aikokana?
Zvinorevei kuti makudo aikokana?
-
Zvinorevei kuti kakasara kamire kaive nemudzimimu wako?A

Sei vanhu vaitiza makudo?
Sei vanhu vaitiza makudo?
-
Munyaya iyi kubereka tsoka kudini?
Munyaya iyi kubereka tsoka kudini?
-
Sei mapere ainetsa vanhu achidya zvipfuyo zvavo?