NDERIPI IZWI RINOREVA ZVAKASIYANA-SIYANA

-
Mazwi Okutanga ........mhuka , ropa, mvura, rudo, rova

Mazwi epiri ...........gura , gara, mago , gumi , gonhi.

SARUDZA IZWI RINOREVA ZVAKAFANANA NERAKAPIWA

VERENGA NYAYA INOTEVERA UGOPINDURA MIBVUNZO
Judith airatidzika semunhu asisisina upenyu. Ndakati gweshu kundobata mwoyo wake. Handina kuzobata nekuti ropa raivapo raiva ragwamba kare. Muromo wakangoti kapu, mazino gwenenene. Ropa raive ranjenga pasi, gotsi rashekedurwawo. Handina kuziva kuti chii chakazoitika, ndakazopatika mukoti amira pandaive ndakarara. “Amai vako vanga vari pano vati vachadzoka” musikana wavaive naye ndiyane?” Akabvunza mukoti. Hana yangu yakati tsemu dikita ndiye teu teu. Saka zvaireva kuti Judith akange afa mutsaona iyi. Izvo ndaingozva kuti munhu anorooreswa guva zvaiva zvichaitika kwandiri.

Kana zvichinzi munhu ainge achigwesha anenge achifamba……………………

Rimwe izwi rinoreva zvakafanana nekugwamba ndi…..

Judith ainge akuvara pai?
Judith ainge akuvara pai?
-
Sekuona kwako munyori aive chii chaJudith?

Judith ainge afa nei?
Judith ainge afa nei?
PEDZISA ZVIERA IZVI
PEDZISA ZVIERA IZVI
SARUDZA MHINDURO YAKAKODZERA
SARUDZA MHINDURO YAKAKODZERA
SARUDZA IZWI RISIRI REAPA
SARUDZA IZWI RISIRI REAPA
-
Mazwi ekutanga.................mugoti, chihwepura, chibhako, mugwaku, ngoro

Mazwi epiri...................... shinyira, tonho, ziro, mwii, mwiro
Mazwi epiri...................... shinyira, tonho, ziro, mwii, mwiro
SARUDZA MHINDURO YAKAKODZERA
SARUDZA MHINDURO YAKAKODZERA
-
“Nemachena awa” zvinoreva kuti…..
“Nemachena awa” zvinoreva kuti…..
-
Kurara nezamu mumukamwa……
Kurara nezamu mumukamwa……
-
Mukadzi anotsiva mukoma wake pamurume anenge afa anonzi……

Kuita “suku nasai” zvinoreva kuita chinhu …….

Kana munhu achipfuura nemundima muri kurimwa anoti…..

Mwana wenyoka anonzi ……
Mwana wenyoka anonzi ……
-
Mombe dzikapfuura nepafiwa neimwe yadzo dzino ……

Nzvimbo yakamborimwa kare kare inonzi…...

Mbudzi kudya mufenje…….
Mbudzi kudya mufenje…….
Pedzisa Zvakanaka
Mutunhu unorirra shumba haugari ….
Pedzisa Zvakanaka
Mutunhu unorirra shumba haugari ….
Sarudza izwi rakakodzera kuzadzisa pakashama

Mukomana ………… akatora mabhuku ose.
Mukomana ………… akatora mabhuku ose.
-
Mudzidzisi wake anopa dzidziso …….
Mudzidzisi wake anopa dzidziso …….
-
Ndinoda nyama ……….
Ndinoda nyama ……….
-
VERENGA DETEMBO RINOTEVERA UGOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA.
KUSEKWA KWEMURIMI NEGUDO
Kupera kwaGumiguru denga robika manhanga
Murimi kota-kota kudyara dzamanhanga
Yangoti pasi tsvotsvotsvo mhodziwo charavanda
Ndoseka zvangu muchirimo ndakavanda
Nekasiyamwa mhino ndokwenya
Shanda zvako shanda kudya ndekwedu tose. Woraragomera yorwadza misana
Chokwadi une nhamo tsvuku iwe murimi
Mangwanani-ngwanani risati rananzva shongwe.
Wotapanuka kuhope wofunga nezvewako munda. Wokaburana naro remashambanzou dova.
Zvoibva maziso dzenge nyimo kundingaira kusina zororo.
Rangu dumbu shaku iwe uchimedza mumera wako.
wokohwa zvose mbarembare woviga mudura. Ini zvangu tutsombori marize nemichero.
Kuipa-kuipa zvangu murimi woye, asi handidyi usiku.

Mudetembo munyori aitaura pfunga dze ……
Mudetembo munyori aitaura pfunga dze ……
-
Kana vanhu vakohwa chii chimwe chinodyiwa nemakudo?

zvinorevei kuti “denga robika manhanga”
zvinorevei kuti “denga robika manhanga”
-
Zvinodyiwa zvataurwa mundima zvii?
Zvinodyiwa zvataurwa mundima zvii?
-
Izwi rekuti charavanda rinorevei?
Izwi rekuti charavanda rinorevei?
-
Gudo rinogara mu…..
Gudo rinogara mu…..
-
Chii chairewha apo panonzi “risati rananzva shongwe”

Rimwe izwi rinoreva zvimwechete na dova ndi…

Mazwi ekuti “mbare-mbare” i…….
Mazwi ekuti “mbare-mbare” i…….
PEDZISA ZVAKAKODZERA
PEDZISA ZVAKAKODZERA