Sarudza izwi rakakodzera kuzadzisa pakashama

-
Hurudza -------- dzine barika
Hurudza -------- dzine barika
-
Ndashaya kobiri ------------ rokumupa.
Ndashaya kobiri ------------ rokumupa.
-
Tsindi ------- mumhango.
Tsindi ------- mumhango.
-
Mukadzi anosiya murume wake achienda kundoroorwa nomumwe murume anonzi ---------

Ambuya vakatakura -------- yehwahwa.
Ambuya vakatakura -------- yehwahwa.
Verenga nyaya ugopindura mibvunzo inotevera
“Ndaunza mapiritsi awa. Nhasi wotonwa akati wandei kutsiva ausina kunwa.Haana ngozi.”
Sekai akanwa mapiritsi aya ndokutandara zvavo. Kuzoti papera chinguva chakati kuti
Sekai akabva ati ,”Mudiwa, ndaa kunzwa dzungu.”
“Chimborara zvako. Ndiko kuseenza kwamapiritsi achona. Ini ndavakuenda.”
Haambofi. Kana akafa handinei nazvo. Ndiye akapusa. Anoti murume angaramba mudzimai wake ngekuda pfambi? Dai pakangobva chete. Panotobva chete. Iwo mapiritsi aadutira zvakadai pangaramba kubva? Handifungi. Pakaramba toedza zvimwe. Chokwadi saka zvakanzi maruva enyika anouna. Zvino mwana uyu handichamudi. Ndaa kutozvituka kuti ndakamunyenga sei? Akabva asvika pamba pake.

Chinyi chaingonzi dai pangobva?
Chinyi chaingonzi dai pangobva?
-
Mukomana akaunza ------------- kuti Sekai anwe.

Kuti maruva enyika anouna zvinoreva kuti ---------------

Kupihwa kwakaitwa Sekai mapiritsi kunorakidzei?

Sekai avakunzwa dzungu akanzi ----------

Mundima iyi sei Sekai akadaidzwa kuti pfambi?

Chinangwa chokuti Sekai anwe mapiritsi akawanda chaiva chokuti ……….

Mapiritsi akanwirwa kupi?
Mapiritsi akanwirwa kupi?
-
Tsumo ingashandiswa pane zvaifungwa nomurume uyu ndeipi pane idzi

Verenga nyaya iyi ugopindura mibvunzo inotevera
“ Rudo, iwe zvino wakura. Zero rako ndiro rava kumhanyirwa navakomana. Zvino ndiri kukubayira zani, kuti unofanira kufamba zvakanaka. Zvikomana zvemuno muSakubva hazvibviri kunyengedza. Unofanira kundiudza kana pane atora mwoyo wako.”
Tete vasati vapedza kutaura Rudo akapwatika kuseka. “He! He! Seka zvako. Ini chaiye vatete.”
“Ndatadza here Rudo kuzondiseka? Ndiri kutokuyambirawo zvangu. Handina kuti waa naye. Uri kundiratidza kuti haufi wakaita mukomana here iwe?”
“Zvandaseka vatete, hakuzi kuti ndakuitai benzi aiwa. Chete, mataura zvinhu zvanga zvisati zvapinda mupfungwa dzangu. Ndatenda tete, ndinokuudzai kana ndaona mukomana wandinonga ndafara naye.”
“Unofanira kuda mukomana anonamata. Vakomana vemazuva ano ndivanaGarandichauya. Ona ini vatete vako ndakaita mhanza.

Rudo natete vake vaigara mudhorobha ripi?

Musikana anomhanyirwa nevakomana anenge aita sei?

Vanhu ava vaigara mumusha upi?
Vanhu ava vaigara mumusha upi?
-
Vakomana vomuSakubva vaizikanwa nenyaya yei?

Tete vaishuvira kuti Rudo aroorwe nemukomana akaita sei?

Nyaya iyi inoratidza kuti Rudo ainge -------------

Mundima iyi tete vari --------- mwana wehanzvadzi yavo.

Kunyange tete vaitaura izvi iye Rudo aizosarudza ega mukomana waaida. Nokudaro tinoti ----

Garandichauya munhu anoita sei?
Garandichauya munhu anoita sei?
Sarudza izwi rakakodzera kuzadzisa pakashama
Sarudza izwi rakakodzera kuzadzisa pakashama
Sarudza chirevo chakanyorwa zvakanaka
Sarudza chirevo chakanyorwa zvakanaka
Isa mazita aya muuzhinji
Isa mazita aya muuzhinji