Tag: o level revision notes
Chiverengo ndicho chimwe chezvidudziramazita zvinotadzwa kuzivikanwa nevazhinji. Chinoburitsa pfungwa yokuverenga zvinhu.
Chipauro iri izwi rinotsanangudza zita, richipaura zita kubva mune mamwe akawanda. Saka chipauro chinoita basa rekusiyanisa zita rechinhu pane mamwe nenzira dzaka siyana siyana.
O Level Revision : Shona - Zvidudziramazita- Chiratidzi / Chinongedzi
zimsake Apr 23, 2021 0 1370
Chiratidzi igama kana kuti izvi rinotendeka pane chiri kutaurwa nezvacho. Tine zviratidzo zvekuri, uyezve tine zviratidzi zvepedyo.
Chii chinonzi zvidudziramazita? Zvidudziramazita mazwi anotsanangura kana kududzira zvakawanda pamusoro pemazita nezvisazitasingwi. Mwana ari kugadzira kunyora bvunzo dze o level shona anofanirwa kugona kutsanangura kuti zviduziramazita zvii; kudoma zvidudziramazita; kunyurura zvidudziramazita kubva mundima nekuratidza maumbirwo ezvidudziramazita.
Chidzidzo chino chakanangana nekuti vari kuda kunyorabvunzo dze o level shona vagone kudoma mazita; kuratidza maumbirwo emazita; kuisa mazita mumipanda; kudoma zvisazitasingwi; kuratidza maumbirwo ezvisazitasingwi nekugona kuratidza ukama huri pakati pezita nechisazitasingwi.
O Level Revision : Shona - Nzwisiso - Kupindura nzwisiso zvakanaka
zimsake Apr 22, 2021 0 1870
Zvakakosha mwana ari kugadzirira bvunzo dze o level shona agone kunyurura ruzivo rwakakosha kubva muzvinyorwa zvenzwisiso zvakasiyana-siyana, kupa tsananguro yemazwi nezvirevo semashandisirwo azvakaitwa mundima yakapiwa uye kupfupikisa ndima yakapiwa.
O Level Revision : Shona - Zvirungamutauro - Nyaudzosingwi
zimsake Apr 22, 2021 1 6058
Nyaudzosingwi dzinoratidza maitikiro echinhu kana mamiriro echinhu sezvinongoita chiito, nokudaro nyaudzosingwi nezviito zvinodyidzana.Nyaudzosingwi dzinoratidza maitikiro echinhu kana mamiriro echinhu sezvinongoita chiito, nokudaro nyaudzosingwi nezviito zvinodyidzana.
Madimikira kana kuti dimikira chirevo chakadzama chine dudziro yakahwanda isingaenderani nedudziro yenzwi rimwe nerimwe rinochiumba.
Tsumo dzine zvipandi zviviri. Chipandi chokutanga hachirevi chinhu kana chiri chega, sokuti, chara chimwe. Ungatobvunza kuti chadini?
Popular Posts
-
O Level Revision : Shona - Zvirungamutauro - Tsumo
zimsake Apr 22, 2021 2 27249
-
English Language Past Exam Paper 1 with answers for Zim...
zimsake Jul 6, 2023 4 24802
-
O Level Revision : Shona- Rondedzero - Manyorerwo erond...
zimsake Apr 22, 2021 2 14557
-
No more CALA for grade 7 ZIMSEC, O Level and A level St...
zimsake Feb 28, 2024 0 14430
-
Zimsec Grade 7 Question and Answer General Paper Bookle...
zimsake Jul 6, 2023 0 13811
Our Picks
-
O Level Revision : Combined Science - Plant Nutrition
zimsake Aug 27, 2023 3 10926
-
O Level Revision : Combined Science - Science in Struc...
zimsake Aug 7, 2023 2 9844
-
O Level Revision : Combined Science - Science in Indus...
zimsake Aug 7, 2023 0 7050
-
O Level Revision : O Level Revision : Combined Scienc...
zimsake Aug 7, 2023 1 7899
-
O Level Revision : Combined Science - Science in Indus...
zimsake Aug 7, 2023 0 4512
Categories
- O level Notes(340)
- O level Sociology(0)
- O level Agriculture(40)
- O level Geography(32)
- O level Commerce(18)
- O level History(27)
- O level Family Religious Studies(35)
- O level Food Technology Design(23)
- O level Integrated Science(19)
- O level Combined Science(18)
- O level Computer Science(0)
- O level English(0)
- O level Maths(0)
- O level Shona(29)
- O level Accounts(22)
- O level Physical Education PE(0)
- O level Biology(30)
- O level Physics(24)
- O level Chemistry(23)
- A Level Notes(20)
- A Level History(20)
- PAST EXAM PAPERS(1311)
- Text Books(1196)
- Schools(9159)
- Primary Schools In Zimbabwe(6288)
- Secondary Schools In Zimbabwe(2871)
- Primary Schools In S.A(0)
- Secondary Schools In S.A(0)
- Combined Schools In S.A(0)
- NEWS(48)
Random Posts
Tags
- Nkuba School
- Pumula South Secondary High School
- Mutenderende High School
- Jongola School
- Cornerstone Primary School
- Chiurai Primary School
- Mavangwe Secondary School
- Manga School
- St Patricks Secondary School
- Chiedza Govt Primary School
- Form 1 Shona Books
- Mabee Primary School
- effects of earthquakes
- Dosing goats
- Rupfunde Primary School